Philippians 2:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti nokuɗa kweɓasa raKristu wakaŋga oɗo‐kufa, akasaraŋgarira ʋupenyu bgake, aciɗa kukwanisa pamakaŋga musiŋgagoni kundishumira imi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti akapotsa afa nokuda kwebasa raKristu, akaisa upenyu hwake pangozi kuti akwanise kubatsira kwamakanga musingagoni kundiitira imi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti akaisa upenyu rwake parumano zvokutoda kufira basa raKristu kuti andipe rubatsiro rwamakanga musingakwanisi kundipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti nokuda kwebasa raKristu akanga oda kufa, akasarangarira upenyu hwake, achida kukwanisa pamakanga musingagoni kundishumira imi.
Shona 2009?
nokuti nokuda kwebasa raKristu wakanga oda kufa, akasarangarira vupenyu bwake, achida kukwanisa pamakanga musingagoni kundishumira imi.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti nokuda kwebasa raKristu akanga oda kufa, akasarangarira upenyu hwake, achida kukwanisa pamakanga musingagoni kundishumira imi.