Philippians 2:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iye, kunyaŋge akaŋga akafanana naMŋari, haana‐kuti kuenzana naMŋari ndicinhu cinofanira kuɓatisiswa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo, kunyange aiva Mwari chaiye, haana kufunga kuti kuenzana naMwari chinhu chingabatisiswa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvake akanga ari zvimwechetezvo naMwari, haana kuti ndoramba ndakangoomerana nokuenzana naMwari ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iye, kunyange akanga akafanana naMwari, haana kuti kuenzana naMwari ndochinhu chinofanira kubatisiswa;
Shona 2009?
iye, kunyange akanga akafanana naMwari, haana kuti kuenzana naMwari ndechinhu chinofanira kubatisiswa;
Shona SUB 2002 Bible
iye, kunyangwe akanga akafanana naMwari, haana kuti kuenzana naMwari ndochinhu chinofanira kubatisiswa;