Philippians 3:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ɀimŋe ndiȿike pakumuka kwaʋakafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kuti, zvimwe, ndiwane kumuka kubva kuvakafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti, kana zvichigoneka, ndizomukawo panomuka vakafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti zvimwe ndisvike pakumuka kwavakafa.
Shona 2009?
kuti zvimwe ndisvike pakumuka kwavakafa.
Shona SUB 2002 Bible
kuti zvimwe ndisvike pakumuka kwavakafa.