Philippians 3:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handiti ndato ci wana, kana ndatokwaniswa, asi ndinoshiŋgairira’ ko, kuti ɀimŋe ndi ci ɓate, ico Kristu Jesu caakambondiɓatira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwete kuti ndatowana zvose izvi kare, kana kuti ndatokwaniswa, asi ndinoshingaira kuti ndichibate icho Kristu Jesu akandibatira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakusi kuti ndakatowana kare izvi kana kuti ndava munhu azere paururami asi ndinongoramba ndichivavarira chete kuti ndiwane mubayiro iwoyo nokuti Kristu Jesu akandiita wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handiti ndatochiwana, kana ndatokwaniswa, asi ndinoshingairirako, kuti zvimwe ndichibate, icho Kristu Jesu chaakambondibatira.
Shona 2009?
Handiti ndatochiwana, kana ndatokwaniswa, asi ndinoshingairira 'ko, kuti zvimwe ndichibate, icho Kristu Jesu chaakambondibatira.
Shona SUB 2002 Bible
Handiti ndatochiwana, kana ndatokwaniswa, asi ndinoshingairirako, kuti zvimwe ndichibate, icho Kristu Jesu chaakambondibatira.