Philippians 3:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi, ŋgatirambe ticifamba ɓedzi nomurairo iwoyu wataȿika nawo pataȿika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngatiraramei bedzi nezvatakawana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakadaro zvazvo ngatirambei takabatisisa zvatinazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi, ngatirambe tichifamba bedzi nomuraviro iwoyu watasvika nawo patasvika.
Shona 2009?
Asi, apo patasvika ngatirambe tichifambachetenomurairo iwoyu tifunge chinhu chimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Asi, ngatirambe tichifamba bedzi nomurangariro iwoyu watasvika nawo patasvika.