Philippians 3:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ityai imbga, ityai ʋaɓati ʋakaipa, ityai ʋokuceka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chenjererai imbwa dziya, vanhu vanoita zvakaipa, vaya vokucheka nyama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chenjererai imbwa dzavanhu dziya, chenjererai vanhu avo vanoita zvakaipa. Chenjererai vanhu ivavo vanodzingisa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ityai imbwa, ityai vabati vakaipa, ityai vokucheka;
Shona 2009?
Ityai imbwa, ityai vabati vakaipa, ityai vokucheka;
Shona SUB 2002 Bible
Ityai imbwa, ityai vabati vakaipa, ityai vokucheka;