Philippians 3:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nyika yeɗu iri kuɗeŋga, uko kwatakatarira kuʋuya kwoMuponesi Ishe Jesu Kristu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi nyika yedu iri kudenga. Uye tinomirira Muponesi anobva ikoko, iye Ishe Jesu Kristu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yedu isu iri kudenga. Ndiko kwatinotarisira kuti kuchabva mununuri Tenzi Jesu Kristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nyika yedu iri kudenga, uko kwatakatarira kuuya kwoMuponesi Ishe Jesu Kristu;
Shona 2009?
Nokuti nyika yedu iri kudenga, uko kwatakatarira kuvuya koMuponesi Ishe Jesu Kristu;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nyika yedu iri kudenga, uko kwatakatarira kuuya kwoMuponesi Ishe Jesu Kristu;