Philippians 3:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndiwanikwe maari, ndisina‐kururama kwaŋgu kuri kwomurairo, asi kuri kwokutenda kunaKristu, ndiko kururama kunobva kunaMŋari nenzira yokutenda;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kuti ndiwanikwe maari, ndisina kururama kwangu kunobva pamurayiro, asi uko kunouya kubudikidza nokutenda kuri muna Kristu, iko kururama kunobva kuna Mwari uye kuri kwokutenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti ndiwanikwewo muna Kristu ndisina ururami hwangu pachangu hunobva mukuchengeta mutemo asi hunobva mukutenda kwangu muna Kristu, ururami hunobva kuna Mwari nechikonzero chechitendero ichocho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndiwanikwe maari, ndisina kururama kwangu kuri kwomurayiro, asi kuri kwokutenda kuna Kristu, ndiko kururama kunobva kuna Mwari nenzira yokutenda;
Shona 2009?
ndiwanikwe maari, ndisina kururama kwangu kuri komurairo, asi kuri kokutenda kunaKristu, ndiko kururama kunobva kunaMwari nenzira yokutenda
Shona SUB 2002 Bible
ndiwanikwe maari, ndisina kururama kwangu kuri kwomurairo, asi kuri kwokutenda kuna Kristu, ndiko kururama kunobva kuna Mwari nenzira yokutenda;