Philippians 4:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti napaTesaronika makanditumira kamŋe, norwecipiri ɀe, pakushaiwa kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti kunyange pandakanga ndiri muTesaronika, makanditumira rubatsirozve uye mukapamha pandainge ndiri pakushayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange kuTesaronika makanditumira rubatsiro kaviri kose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti napaTesaronika makanditumira kamwe, norwechipirizve, pakushayiwa kwangu.
Shona 2009?
nokuti napaTesaronika makanditumira kamwe, norwechipiri zve, pakushaiwa kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti napaTesaronika makanditumira kamwe, norwechipirizve, pakushayiwa kwangu.