Philippians 4:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mŋari waŋgu ucazadzisa kushaiwa kwenyu kwose pafuma yake, mukubginya, munaKristu Jesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Mwari wangu achazadzisa zvamunoshayiwa zvose maererano nokubwinya kwepfuma yake muna Kristu Jesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari wangu achakupai zvose zvamunenge musina maererano noupfumi hwake husingatauriki muna Kristu Jesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mwari wangu achazadzisa kushayiwa kwenyu kwose papfuma yake, mukubwinya, muna Kristu Jesu.
Shona 2009?
Zvino Mwari wangu uchazadzisa kushaiwa kwenyu kose pafuma yake, mukubwinya, munaKristu Jesu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mwari wangu achazadzisa kushayiwa kwenyu kwose papfuma yake, mukubwinya, muna Kristu Jesu.