Proverbs 1:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋaciti: Hendei tose, Ŋgatirindire ropa; Ŋgatiʋandire ʋasinemhoȿa kunyaŋge pasinemhaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana vakati, “Handei tose; ngativandirei munhu timuuraye; ngativandirei mweya usina mhosva;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana vakati, “Uya tiende tindovandira vanhu tivauraye tindovhurumukira kuvarwisa vasina mhaka uye zvisina tsarukano
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vachiti, “Hendei tose, Ngatirindire ropa; Ngativandire vasina mhosva kunyange pasina mhaka.
Shona 2009?
Kana vachiti, "Hendei tose, Ngatirindire ropa; Ngativandire vasina mhosva kunyange pasina mhaka.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vachiti, “Hendei tose, Ngatirindire ropa; Ngativandire vasina mhosva kunyangwe pasina mhaka.