Proverbs 1:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ticawana fuma yamarudzi mazhinji; Ticazadza dzimba dzeɗu neɀatakapamba;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
tichawana marudzi ose ezvinhu zvinokosha tigozadza dzimba dzedu nezvatichapamba;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
tichawana zvose zvakakosha tigozadza dzimba dzedu nezvinhu zvokupamba,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tichawana pfuma yamarudzi mazhinji; Tichazadza dzimba dzedu nezvatakapamba;
Shona 2009?
Tichawana fuma yamarudzi mazhinji; Tichazadza dzimba dzedu nezvatakapamba;
Shona SUB 2002 Bible
Tichawana pfuma yamarudzi mazhinji; Tichazadza dzimba dzedu nezvatakapamba;