Proverbs 1:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe ucaʋa mumŋe weɗu; Tose ticaʋa necikwama cimŋe cete;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
isa zvinhu zvako pamwe chete nesu, tigova nechikwama chimwe chete,”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
isa mugove wako kwatiri tive nechikwama chimwechete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe uchava mumwe wedu; Tose tichava nechikwama chimwechete.”
Shona 2009?
Iwe uchava mumwe wedu; Tose tichava nechikwama chimwechete."
Shona SUB 2002 Bible
Iwe uchava mumwe wedu; Tose tichava nechikwama chimwechete.”