Proverbs 1:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana waŋgu, usafamba naʋo nenzira yaʋo; Dzora rutsoka rwako panzira yaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mwanakomana wangu, usabvumirana navo, usaisa rutsoka panzira dzavo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanangu, rega kufamba munzira navo usarege tsoka yako ichienda munzira dzavo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana wangu, usafamba navo nenzira yavo; Dzora rutsoka rwako panzira yavo;
Shona 2009?
Mwanakomana wangu, usafamba navo nenzira yavo; Dzora rutsoka rwako panzira yavo;
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana wangu, usafamba navo nenzira yavo; Dzora rutsoka rwako panzira yavo;