Proverbs 1:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tsoka dzaʋo dzinoʋaŋgira ɀakaipa; Ʋanokurumidza kuɗurura ropa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti tsoka dzavo dzinomhanyira muchivi, vanokurumidza kundodeura ropa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti tsoka dzavo dzinomhanyira kuuipi uye vanokurumidza kudeura munhu ropa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tsoka dzavo dzinovangira zvakaipa; Vanokurumidza kudurura ropa.
Shona 2009?
Nokuti tsoka dzavo dzinovangira zvakaipa; Vanokurumidza kudurura ropa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti tsoka dzavo dzinovangira zvakaipa; Vanokurumidza kudurura ropa.