Proverbs 1:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzokai kana mucinzwa kuraira kwaŋgu, Tarirai ndicaɗurura mŋeya waŋgu pamsoro penyu; Ndicakuziʋisai mashoko aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai makateerera kutsiura kwangu, ndingadai ndakadurura mwoyo wangu kwamuri uye ndakazivisa pfungwa dzangu kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Teererai zvandinokutsiurai ini ndichazvikwengura ipfungwa dzangu kwamuri ndikuzivisei mashoko angu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzokai kana muchinzwa kuraira kwangu, Tarirai ndichadurura mweya wangu pamusoro penyu; Ndichakuzivisai mashoko angu.
Shona 2009?
Dzokai kana muchinzwa kuraira kwangu, Tarirai ndichadurura mweya wangu pamusoro penyu; Ndichakuzivisai mashoko angu.
Shona SUB 2002 Bible
Dzokai kana muchinzwa kuraira kwangu, Tarirai ndichadurura mweya wangu pamusoro penyu; Ndichakuzivisai mashoko angu.