Proverbs 1:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀandakaɗana, imi mukaramba; Ndikatambanudza ruʋoko rwaŋgu, kukasaʋa nomunhu wakaraŋgarira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi sezvo makandiramba pandakakudanai uye pasina kana mumwe akateerera pandakatambanudza ruoko rwangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndinodaro nokuti ndakadaidzira asi makaramba kudavira. Ndakatambanudza ruoko asi hapana akambotirimuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvandakadana, imi mukaramba; Ndikatambanudza ruoko rwangu, kukasava nomunhu akarangarira;
Shona 2009?
Zvandakadana, imwi mukaramba; Ndikatambanudza ruoko rwangu, kukasava nomunhu akarangarira;
Shona SUB 2002 Bible
Zvandakadana, imi mukaramba; Ndikatambanudza ruoko rwangu, kukasava nomunhu akarangarira;