Proverbs 1:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi makaɀidza mano aŋgu ose, Mukaramba cose kuraira kwaŋgu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
sezvo makashaya hanya nokurayira kwangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hauna kumboita hanya nemazano angu makaramba kuti ndikutsiurei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi makazvidza mano angu ose, Mukaramba chose kuraira kwangu,
Shona 2009?
Asi makazvidza mano angu ose, Mukaramba chose kuraira kwangu,
Shona SUB 2002 Bible
Asi makazvidza mano angu ose, Mukaramba chose kuraira kwangu,