Proverbs 1:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana kutya kwenyu kuciȿika seɗutu guru, Nenhamo yenyu iciȿika secampupuri; Kana kutambudzika nokuɗumbirwa ɀicikuwirai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
dambudziko parichakukundai sedutu, njodzi paichavhuvhuta pamusoro penyu sechamupupuri, nhamo namatambudziko pazvichakukundai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana kutya kwakuvhungai sedutu pfumvu yakuwirai sechamupupuri kuora mwoyo nokurwadziwa kwamonerana nemi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana kutya kwenyu kuchisvika sedutu guru, Nenhamo yenyu ichisvika sechamupupuri; Kana kutambudzika nokudumbirwa zvichikuwirai.
Shona 2009?
Kana kutya kwenyu kuchisvika sedutu guru, Nenhamo yenyu ichisvika sechamupupuri; Kana kutambudzika nokudumbirwa zvichikuwirai.
Shona SUB 2002 Bible
Kana kutya kwenyu kuchisvika sedutu guru, Nenhamo yenyu ichisvika sechamupupuri; Kana kutambudzika nokudumbirwa zvichikuwirai.