Proverbs 1:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarairirwe nzira yokuŋgwara, Neyokururama, nokururamisa, nokutendeka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti uve noupenyu hwokuzvibata hune uchenjeri uchiita zvakarurama nokururamisira uye nokuenzanisira;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
dzinoitawo kuti munhu adzidze uchenjeri, ururami, noruenzaniso nokuva pachokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varairirwe nzira yokungwara, Neyokururama, nokururamisa, nokutendeka;
Shona 2009?
Varairirwe nzira yokungwara, Neyokururama, nokururamisa, nokutendeka;
Shona SUB 2002 Bible
Varairirwe nzira yokungwara, Neyokururama, nokururamisa, nokutendeka;