Proverbs 1:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kudzokera shure kwaʋasinamano kucaʋaʋuraya, Kusaʋa nehanya kwamapenzi kucaaparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kusateerera kwavasina mano kuchavaurayisa, uye kushaya hanya kwamapenzi kuchavaparadza;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vasinganzwisisi vanouraiwa nokutsauka kwavo kushaya hanya kwamapenzi kunoauraya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kudzokera shure kwavasina mano kuchavauraya, Kusava nehanya kwamapenzi kuchavaparadza.
Shona 2009?
Nokuti kudzokera shure kwavasina mano kuchavauraya, Kusava nehanya kwamapenzi kuchavaparadza.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kudzokera shure kwavasina mano kuchavauraya, Kusava nehanya kwamapenzi kuchavaparadza.