Proverbs 1:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanzwisise cireʋo nomufananidzo, Mashoko aʋakacenjera neɀirabge ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti vanzwisise zvirevo nemifananidzo, mashoko nezvirahwe zvavakachenjera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuri kuitira kuti munhu anzwisise tsumo namadimikira uye mazwi avangwaru nezvirahwe zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanzwisise chirevo nomufananidzo, Mashoko avakachenjera nezvirahwe zvavo.
Shona 2009?
Vanzwisise chirevo nomufananidzo, Mashoko avakachenjera nezvirabwe zvavo.
Shona SUB 2002 Bible
Vanzwisise chirevo nomufananidzo, Mashoko avakachenjera nezvirahwe zvavo.