Proverbs 1:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana waŋgu, inzwa kurairira kwaɓaɓa ʋako; Usarasha kudzidzisa kwamai ʋako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana wangu teerera, kurayira kwababa vako, uye usarasa kudzidzisa kwamai vako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanangu, teerera zvaunodzidziswa nababa vako. Usarambe zvaunorairwa naamai vako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana wangu, inzwa kurairira kwababa vako; Usarasha kudzidzisa kwamai vako.
Shona 2009?
Mwanakomana wangu, inzwa kurairira kwababa vako; Usarasha kudzidzisa kwamai vako.
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana wangu, inzwa kurairira kwababa vako; Usarasha kudzidzisa kwamai vako.