Proverbs 10:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀireʋo ɀaSoromoni. Mŋanakomana, wakacenjera, unofadza ɓaɓa; Asi mŋanakomana ɓenzi unoshuwisa mai ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirevo zvaSoromoni: Mwanakomana akachenjera anofadza baba vake, asi mwanakomana benzi anosuwisa mai vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tsumo dzaSoromoni. Mwanakomana anoungwaru anofadza baba asi benzi romwana inhamo zvayo kuna amai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirevo zvaSoromoni. Mwanakomana, akachenjera, anofadza baba; Asi mwanakomana benzi anoshuwisa mai vake.
Shona 2009?
Zvirevo zvaSoromoni. Mwanakomana, akachenjera, anofadza baba; Asi mwanakomana benzi anoshuwisa mai vake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirevo zvaSoromoni. Mwanakomana, akachenjera, anofadza baba; Asi mwanakomana benzi anosuwisa mai vake.