Proverbs 10:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muromo wowakarurama itsime roʋupenyu; Asi muromo wowakaipa unoʋanza kumanikidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muromo womunhu akururama chitubu choupenyu, asi kuita nechisimba kuzere mumuromo womunhu akaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muromo womunhu akarurama chisipiti choupenyu, asi muromo womuipi unoviga utsinye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muromo wowakarurama itsime roupenyu; Asi muromo wowakaipa unovanza kumanikidza.
Shona 2009?
Muromo wowakarurama itsime roupenyu; Asi muromo wowakaipa unovanza kumanikidza.
Shona SUB 2002 Bible
Muromo wowakarurama itsime roupenyu; Asi muromo wowakaipa unovanza kumanikidza.