Proverbs 10:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamiromo younenjere panowanikwa ʋucenjeri; Asi shamhu yakafanira musana wounoshaiwa njere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchenjeri hunowanikwa pamiromo yavane njere, asi shamhu yakafanira musana wouyo asina njere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ungwaru hunowanikwa pamuromo pomunhu anonzwisisa asi munhu asina pfungwa shamhu inogara iri pamusana pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamiromo yeane njere panowanikwa uchenjeri; Asi shamhu yakafanira musana woanoshaiwa njere.
Shona 2009?
Pamiromo yeane njere panowanikwa uchenjeri; Asi shamhu yakafanira musana woanoshaiwa njere.
Shona SUB 2002 Bible
Pamiromo yeane njere panowanikwa uchenjeri; Asi shamhu yakafanira musana woanoshaiwa njere.