Proverbs 10:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fuma yakawanikwa neɀakaipa haiɓatsiri cinhu; Asi kururama kunorwira parufu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pfuma yakawanikwa zvakaipa haibatsiri chinhu, asi kururama kunorwira parufu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Upfumi hunowanikwa zvakaipa, hauna chimuko asi ururami hunoponesa kurufu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pfuma yakawanikwa nezvakaipa haibatsiri chinhu; Asi kururama kunorwira parufu.
Shona 2009?
fuma yakawanikwa nezvakaipa haibatsiri chinhu; Asi kururama kunorwira parufu.
Shona SUB 2002 Bible
Pfuma yakawanikwa nezvakaipa haibatsiri chinhu; Asi kururama kunorwira parufu.