Proverbs 10:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuropafadza kwaJehova ndiko kunofumisa; Kutambura paɓasa hakuwedzeri cinhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuropafadza kwaJehovha kunowanisa upfumi, uye haawedzeri matambudziko kwahuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikomborero chaTenzi chinopfumisa, hapana kushanda kunohupamhidzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuropafadza kwaJehovha ndiko kunopfumisa; Kutambura pabasa hakuwedzeri chinhu.
Shona 2009?
Kuropafadza kwaJehovha ndiko kunofumisa; Kutambura pabasa hakuwedzeri chinhu.
Shona SUB 2002 Bible
Kuropafadza kwaJehovha ndiko kunopfumisa; Kutambura pabasa hakuwedzeri chinhu.