Proverbs 10:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinotyiwa nowakaipa, ndiɀo ɀicamuwira; Asi wakarurama ucapiwa ɀaanoɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvinotyiwa nowakaipa ndizvo zvichaitika kwaari; zvinoshuviwa nowakarurama zvichapiwa kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinozezwa nowakaipa ndizvo zvinomuwira asi zvinosuwirwa nomururami anozvipihwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinotyiwa nowakaipa, ndizvo zvichamuwira; Asi wakarurama achapiwa zvaanoda.
Shona 2009?
Zvinotyiwa nowakaipa, ndizvo zvichamuwira; Asi wakarurama achapiwa zvaanoda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvinotyiwa nowakaipa, ndizvo zvichamuwira; Asi wakarurama achapiwa zvaanoda.