Proverbs 10:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana campupuri capfuʋura, wakaipa haaci’po; Asi wakarurama unenheyo dzisiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana dutu rapfuura napo, vakaipa havazowanikwi, asi vakarurama vachamira vakasimba nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana chamupupuri chikapfuura muipi panosara pasisina asi mururami akadzika midzi nokusingaperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana chamupupuri chapfuura, wakaipa haachipo; Asi wakarurama ane nheyo dzisingaperi.
Shona 2009?
Kana chamupupuri chapfuura, wakaipa haachipo; Asi wakarurama ane nheyo dzisingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Kana chamupupuri chapfuura, wakaipa haachipo; Asi wakarurama ane nheyo dzisingaperi.