Proverbs 10:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tariro yaʋakarurama mufaro; Asi kutarira kwaʋakaipa kucaparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarisiro yowakarurama mufaro, asi tariro dzowakaipa dzichaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chitarisiro chomururami rufaro asi zvinotarisirwa nowakaipa zvinongoti mwarara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tariro yavakarurama mufaro; Asi kutarira kwavakaipa kuchaparadzwa.
Shona 2009?
Tariro yavakarurama mufaro; Asi kutarira kwavakaipa kuchaparadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Tariro yavakarurama mufaro; Asi kutarira kwavakaipa kuchaparadzwa.