Proverbs 10:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mikomborero iri pamusoro wowakarurama; Asi muromo wowakaipa unoʋanza kumanikidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maropafadzo ndiwo korona yomusoro woakarurama, asi kuita nechisimba kuzere mumuromo womunhu akaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu akarurama ane chikomborero pamusoro asi muromo womunhu wakaipa unovanza utsinye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mikomborero iri pamusoro wowakarurama; Asi muromo wowakaipa unovanza kumanikidza.
Shona 2009?
Mikomborero iri pamusoro wowakarurama; Asi muromo wowakaipa unovanza kumanikidza.
Shona SUB 2002 Bible
Mikomborero iri pamusoro wowakarurama; Asi muromo wowakaipa unovanza kumanikidza.