Proverbs 10:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuyeʋukwa kwowakarurama kunoʋigira kuropafadzwa, Asi zita rowakaipa ricaʋora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuyeukwa kwowakarurama kuchava chikomborero, asi zita rowakaipa richaora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kufunga nezvemururami chikomborero asi zita romuipi rinoora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuyeukwa kwowakarurama kunovigira kuropafadzwa, Asi zita rowakaipa richaora.
Shona 2009?
Kuyeukwa kowakarurama kunovigira kuropafadzwa, Asi zita rowakaipa richaora.
Shona SUB 2002 Bible
Kuyeukwa kwowakarurama kunovigira kuropafadzwa, Asi zita rowakaipa richaora.