Proverbs 10:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unomŋoyo wakacenjera, ucagamucira mirairo; Asi unemiromo yoʋupenzi ucawisirwa pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akachenjera pamwoyo anogamuchira mirayiro, asi benzi rinotaura zvisina maturo richaparara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu akangwara anoteerera mitemo asi benzi rinotaura chero charataura rinoparara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ane mwoyo wakachenjera, achagamuchira mirairo; Asi ane miromo youpenzi achawisirwa pasi.
Shona 2009?
Ane moyo wakachenjera, achagamuchira mirairo; Asi ane miromo youpenzi achawisirwa pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Ane mwoyo wakachenjera, achagamuchira mirairo; Asi ane miromo youpenzi achawisirwa pasi.