Proverbs 10:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofamba ɀakarurama, unofamba ɀakasimba; Asi unominamisa nzira dzake, ucazikanwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu akarurama anofamba akachengetedzeka, asi uyo anofamba nenzira dzakaminama achabatwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anofamba muchokwadi haana chinomuwana asi anofamba zvisizvo achawanikidzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anofamba zvakarurama, anofamba zvakasimba; Asi anominamisa nzira dzake, achazikanwa.
Shona 2009?
Anofamba zvakarurama, anofamba zvakasimba; Asi anominamisa nzira dzake, achazikamwa.
Shona SUB 2002 Bible
Anofamba zvakarurama, anofamba zvakasimba; Asi anominamisa nzira dzake, achazikanwa.