Proverbs 11:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋakarurama ʋacipfuʋurira mberi ɀakanaka, guta rinofara kwaɀo; Kana ʋakaipa ʋaciparadzwa, kunopururudzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakarurama pavanobudirira, guta rinofara; vakaipa pavanoparara, kupembera nomufaro zvinonzwikwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvikanakira vakarurama guta rinopembera nokufara. Kana vakaipa vakaparara kunofarwa zvokupembera kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vakarurama vachipfuurira mberi zvakanaka, guta rinofara kwazvo; Kana vakaipa vachiparadzwa, kunopururudzwa.
Shona 2009?
Kana vakarurama vachipfuurira mberi zvakanaka, guta rinofara kwazvo; Kana vakaipa vachiparadzwa, kunopururudzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vakarurama vachipfuurira mberi zvakanaka, guta rinofara kwazvo; Kana vakaipa vachiparadzwa, kunopururudzwa.