Proverbs 11:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofamba anamakuhwa, unoɓuɗisa ɀakaʋanda; Asi unomŋoyo wakatendeka, unofukidza mhaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Guhwa rinoparadza chivimbo, asi munhu akavimbika anochengetedza zvakavanzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anofamba achiita makuhwa anoburitsa pachena zvinhu zvakavandika asi munhu anemwoyo kwawo anochengetedza zvinhu zvakavandika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anofamba ana makuhwa, anobudisa zvakavanda; Asi ano mwoyo wakatendeka, anofukidza mhaka.
Shona 2009?
Anofamba ana makuhwa, anobudisa zvakavanda; Asi ano moyo wakatendeka, anofukidza mhaka.
Shona SUB 2002 Bible
Anofamba ana makuhwa, anobudisa zvakavanda; Asi ano mwoyo wakatendeka, anofukidza mhaka.