Proverbs 11:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi muʋuya unokudzwa; Ʋamanikidzi ʋanowana fuma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi ane mwoyo munyoro achakudzwa, asi varume vane utsinye vachawana pfuma chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi ano hunhu anoremekedzwa asi murume anoita zvechisimba chaanowana upfumi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadzi muuya anokudzwa; Vakasimba vanochengeta pfuma dzavo.
Shona 2009?
Mukadzi muuya anokudzwa; Vakasimba vanochengeta fuma dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Mukadzi muuya anokudzwa; Vakasimba vanochengeta pfuma dzavo.