Proverbs 11:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu uneŋgoni, unoitira mŋeya wake ɀakanaka; Asi usinetsitsi unotambudza nyama yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu ane tsitsi anozviitira zvakanaka iye pachake, asi munhu ane utsinye anozviunzira dambudziko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume ane mwoyo wakanaka zvinhu zvinomufambira zvakanaka asi murume ane mwoyo wohutsinye anozvikuvadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu ane ngoni, anoitira mweya wake zvakanaka; Asi asina tsitsi anotambudza nyama yake.
Shona 2009?
Munhu ane ngoni, anoitira mweya wake zvakanaka; Asi asina tsitsi anotambudza nyama yake.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu ane ngoni, anoitira mweya wake zvakanaka; Asi asina tsitsi anotambudza nyama yake.