Proverbs 11:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaipa unopiwa muɓairo wokunyeŋgedzera; Asi unokusha kururama ucawana muɓairo waɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu akaipa anowana mubayiro wokunyegedzera, asi uyo anodyara kururama anokohwa mubayiro wechokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu wakaipa anowana mubayiro wounyengedzi asi anodyara ururami anowana mubayiro kwawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakaipa anopiwa mubayiro wokunyengedzera; Asi anokusha kururama achawana mubayiro wazvokwadi.
Shona 2009?
Wakaipa anopiwa mubayiro wokunyengedzera; Asi anokusha kururama achawana mubayiro wazvokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Wakaipa anopiwa mubairo wokunyengedzera; Asi anokusha kururama achawana mubairo wazvokwadi.