Proverbs 11:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana kuɀikudza kuciȿika, kunyadziswa kwaȿika ʋo; Asi ʋucenjeri ʋuri kunaʋanoɀininipisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana kuzvikudza kwasvika, ipapo kunyadziswa kwasvikawo, asi uchenjeri huri kune akazvininipisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzvitutumadza kukauya kunoteverwa nokunyadziswa asi vanozvirereka ndivo vanoungwaru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana kuzvikudza kuchisvika, kunyadziswa kwasvikawo; Asi uchenjeri huri kuna vanozvininipisa.
Shona 2009?
Kana kuzvikudza kuchisvika, kunyadziswa kwasvikawo; Asi uchenjeri huri kuna vanozvininipisa.
Shona SUB 2002 Bible
Kana kuzvikudza kuchisvika, kunyadziswa kwasvikawo; Asi uchenjeri huri kuna vanozvininipisa.