Proverbs 11:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanemŋoyo yakatsauka ʋanonyaŋgadza Jehova; Asi ʋanofamba nenzira yakarurama ʋanomufadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anovenga vanhu vane mwoyo yakaipa, asi anofarira avo vane nzira dzisina chadzingapomerwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vane mwoyo wakaipa Tenzi haavadi asi vasina mhosva anofadzwa navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vane mwoyo yakatsauka vanonyangadza Jehovha; Asi vanofamba nenzira yakarurama vanomufadza.
Shona 2009?
Vane moyo yakatsauka vanonyangadza Jehovha; Asi vanofamba nenzira yakarurama vanomufadza.
Shona SUB 2002 Bible
Vane mwoyo yakatsauka vanonyangadza Jehovha; Asi vanofamba nenzira yakarurama vanomufadza.