Proverbs 11:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unotambudza imba yake, ucagara nhaka yemhepo; Ƃenzi ricaʋa muranda wounomŋoyo wakacenjera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anouyisa dambudziko kumhuri yake achagara nhaka yemhepo chete, uye benzi richava muranda womunhu akachenjera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anotambudza vemumba make mhepo ndiyo nhaka yake benzi richava muranda wavakangwara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anotambudza imba yake, achagara nhaka yemhepo; Benzi richava muranda woano mwoyo wakachenjera.
Shona 2009?
Anotambudza imba yake, achagara nhaka yemhepo; Benzi richava muranda woanomoyo wakachenjera.
Shona SUB 2002 Bible
Anotambudza imba yake, achagara nhaka yemhepo; Benzi richava muranda woano mwoyo wakachenjera.