Proverbs 11:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kusanyeŋgedzera kwaʋakarurama kucaʋatuŋgamirira; Asi kusarurama kwaʋanonyeŋgedzera kucaʋaparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unhu hwakanaka hwavakarurama unovatungamirira, asi vasina kutendeka vanoparadzwa nokunyengera kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuva pachokwadi kwavarurami kunovatungamirira asi kukombama kwavanyengedzi kunovaparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kusanyengedzera kwavakarurama kuchavatungamirira; Asi kusarurama kwavanonyengedzera kuchaparadza.
Shona 2009?
Kusanyengedzera kwavakarurama kuchavatungamirira; Asi kusarurama kwavanonyengedzera kuchavaparadza.
Shona SUB 2002 Bible
Kusanyengedzera kwavakarurama kuchavatungamirira; Asi kusarurama kwavanonyengedzera kuchaparadza.