Proverbs 11:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, wakarurama ucapiwa muɓairo panyika; Ndoɗa wakaipa nomutadzi!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana vakarurama vachiwana zvakavafanira panyika, ko, kuzoti akaipa nomutadzi!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana wakarurama achiwana mubayiro wake panyika ko kutozoti wakaipa nomutadzi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, wakarurama achapiwa mubayiro panyika; Ndoda wakaipa nomutadzi!
Shona 2009?
Tarirai, wakarurama achapiwa mubayiro panyika; Ndoda wakaipa nomutadzi!
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, wakarurama achapiwa mubairo panyika; Ndoda wakaipa nomutadzi!