Proverbs 11:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kururama kwowakakwana kucaruramisa nzira yake; Asi wakaipa ucawiswa neɀakaipa ɀake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kururama kwavasina chavangapomerwa kunovaruramisira nzira yavo, asi vakaipa vachaparadzwa nezvakaipa zvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ururami hwaasina mhosva hunoita kuti nzira yake irambe yakati tasa asi muipi anoputsirwa pasi nouipi hwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kururama kwowakakwana kucharuramisa nzira yake; Asi wakaipa uchawiswa nezvakaipa zvake.
Shona 2009?
Kururama kowakakwana kucharuramisa nzira yake; Asi wakaipa uchawiswa nezvakaipa zvake.
Shona SUB 2002 Bible
Kururama kwowakakwana kucharuramisa nzira yake; Asi wakaipa uchawiswa nezvakaipa zvake.