Proverbs 11:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu wakaipa acifa, ɀaanotarira ɀicaparadzwa; Tariro yaʋakashata inoparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu akaipa afa, tariro yake yaparara; zvose zvaaitarisira kubva pasimba rake zvaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana wakaipa ofa chitarisiro chake chinobva chati mbombombo uye zvinotarisirwa nomuipi zvinoti mwarara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu wakaipa achifa, zvaanotarira zvichaparadzwa; Tariro yavakashata inoparadzwa.
Shona 2009?
Kana munhu wakaipa achifa, zvaanotarira zvichaparadzwa; Tariro yavakashata inoparadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu wakaipa achifa, zvaanotarira zvichaparadzwa; Tariro yavakashata inoparadzwa.