Proverbs 11:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakarurama unorwirwa pakutambudzika; Wakaipa unopinda pacigaro cake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu akarurama anonunurwa kubva mudambudziko, uye rigoenda kuno munhu akaipa panzvimbo yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mururami anonunurwa kunhamo asi muipi anotopindana nayo nhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakarurama anorwirwa pakutambudzika; Wakaipa anopinda pachigaro chake.
Shona 2009?
Wakarurama anorwirwa pakutambudzika; Wakaipa anopinda pachigaro chake.
Shona SUB 2002 Bible
Wakarurama anorwirwa pakutambudzika; Wakaipa anopinda pachigaro chake.