Proverbs 12:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoɗa kurairirwa, unoɗa ziʋo; Asi unoʋeŋga kurairwa iɓenzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani anoda kurayirwa anoda zivo, asi uyo anovenga kudzorwa ibenzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anoda kudzidziswa anoda ruzivo asi asingadi kutsiurwa imhuka yomunhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anoda kurairirwa, anoda zivo; Asi anovenga kurairwa ibenzi.
Shona 2009?
Anoda kurairirwa, anoda zivo; Asi anovenga kurairwa ibenzi.
Shona SUB 2002 Bible
Anoda kurairirwa, anoda zivo; Asi anovenga kurairwa ibenzi.