Proverbs 12:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unorima munda wake, ucaʋa neɀokudya ɀizhinji; Asi unoteʋera ɀisinamaturo, unoshaiwa njere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anoshanda mumunda wake achava nezvokudya zvakawanda, asi uyo anongotevera zvisina maturo anoshayiwa zivo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anorima munda wake anowana chokudya chakawanda asi munhu anotandana nezvisina maturo kushaya musoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anorima munda wake, achava nezvokudya zvizhinji; Asi anotevera zvisina maturo, anoshaiwa njere.
Shona 2009?
Anorima munda wake, achava nezvokudya zvizhinji; Asi anotevera zvisina maturo, anoshaiwa njere.
Shona SUB 2002 Bible
Anorima munda wake, achava nezvokudya zvizhinji; Asi anotevera zvisina maturo, anoshaiwa njere.